Johani 14:26
Johani 14:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Asi Murevereri uya, Mweya Mutsvene achatumwa naBaba muzita rangu, iye achakudzidzisai zvinhu zvose achikuyeuchidzai zvose zvandakataura kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Munyaradzi, Mweya Mutsvene, uyo achatumwa naBaba muzita rangu, achakudzidzisai zvinhu zvose uye achakuyeuchidzai zvinhu zvose zvandakareva kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Munyaradzi, Mweya Mutsvene, achatumwa nababa muzita rangu, iye achakudzidzisai zvose, nokukuyeuchidzai zvose, zvandakareva kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14