Johani 14:27
Johani 14:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokusiyirai rugare; ndinokupai rugare rwangu. Handikupei sokupa kwenyika. Mwoyo yenyu ngairege kutambudzika uye musatya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndinokusiyirai rugare; ndinokupai rugare rwangu; handikupiyi sokupa kwenyika. Mwoyo yenyu irege kumanikidzwa, irege kutya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinokusiirai rugare, ndinokupai rugare rwangu. Handikupei sokupa kunoita nyika. Mwoyo yenyu ngairege kutambudzika uye ngairege kutya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14