Johani 14:5
Johani 14:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tomasi akati kwaari, “Ishe hatizivi kwamuri kuenda, saka nzira yacho tingaiziva seiko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tomasi akati kwaari, “Ishe, hatizivi pamunoenda; nzira tingaiziva seiko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tomasi akati kwaari, “Tenzi hatizivi kwamuri kuenda tingazive sei nzira yoko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14