Johani 14:6
Johani 14:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Jesu akamuti kwaari, “Ndini nzira nechokwadi noupenyu. Hapana anosvika kuna Baba asina kuuya nokwandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Ndini nzira nechokwadi uye noupenyu. Hakuna munhu angauya kuna Baba kana asina kupfuura napandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Ndini nzira, nechokwadi, noupenyu; hapana munhu unouya kuna baba, asi nokwandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14