Johani 15:11
Johani 15:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakuudzai izvi kuitira kuti mufaro wangu uve mamuri uye kuti mufaro wenyu uve wakakwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvinhu izvozvi ndakazvitaura kwamuri, kuti mufaro wangu ugare mamuri, nomufaro wenyu uzadzike.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndataura izvi kwamuri kuti rufaro rwangu ruve mamuri uyewo kuti rufaro rwenyu ruzare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15