Johani 15:19
Johani 15:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Dai muri vapasi pano, pasi pangadai pachitokudai savanhu vapo. Asi pamusana pokuti hamusi vapasi pano, uye nokuti ndakakutsaurai kubva pasi pano, ndokusaka pasi pachikuvengai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Dai manga muri venyika, ingadai ichikudai sezvainoda vayo. Zvino, hamusi venyika, asi ini ndakakusarudzai kuti mubude munyika. Ndokusaka nyika ichikuvengai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana maiva venyika, nyika yaidana vayo; zvino zvamusati muri venyika, asi ini ndakakusanangurai panyika, saka nyika inokuvengai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15