Johani 15:4
Johani 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Garai mandiri, uye ini ndichagara mamuri. Hakuna davi rinobereka michero riri roga; rinofanira kugara mumuzambiringa. Nemi hamungabereki zvibereko kunze kwokunge magara mandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Garai mandiri, neni mamuri. Sedavi risingagoni kubereka michero roga, kana risingagari mumudzambiringa; saizvozvo nemiwo, kana musingagari mandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Garai mandiri neniwo ndichigara mamuri. Bazi zvarisingakwanisi kubereka muchero nokwaro roga risina kubatanidzwa nomugirepisi ndizvozvowo zvinemi hamukwanisi kubereka muchero kana musiri mandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15