Johani 15:6
Johani 15:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana munhu asingagari mandiri, akaita sedavi rakarasirwa kure rikaoma; matavi akadaro anotorwa, okandwa mumoto agopiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana munhu asingagari mandiri, anoraswa kunze sedavi, ndokuoma; anounganidzwa, ndokukandirwa mumoto, atsve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana munhu asingagari mandiri akaita sebazi rakadimburwa, rinouna. Mapazi akadai anounganidzwa okandwa mumoto opiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15