Johani 16:20
Johani 16:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokuudzai chokwadi, muchachema uye mugoungudza asi nyika ichifara. Muchasuwa, uye kusuwa kwenyu kuchashanduka kukava mufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, mucharira nokuchema imi, asi nyika ichafara; imi muchanzwa shungu, asi shungu dzenyu dzichasanduka mufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chokwadi chokwadi ndinoti kwamuri muchachema nokuungudza asi pasi pari mumafaro. Imi muchasuruvara asi kusuruvara kwenyu kuchasanduka kuchiva kufara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16