Johani 16:24
Johani 16:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kusvikira zvino hamusati matombokumbira kana chinhu muzita rangu. Kumbirai uye muchapiwa, uye mufaro wenyu uchava wakazara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kusvikira zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu; kumbirai, muchapiwa, mufaro wenyu uzadzike.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kusvikira pari zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu chikumbirai muchapiwa kuti rufaro rwenyu ruzare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16