Johani 16:33
Johani 16:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndakuudzai zvinhu izvi, kuitira kuti muve norugare mandiri. Panyika muchatambudzika. Asi tsungai mwoyo! Ini ndakakunda nyika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakareva izvozvi kwamuri, kuti muve norugare mandiri. Panyika munotambudzika; asi tsungai mwoyo, ini ndakakunda nyika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakutaurirai izvi kuti muwane rugare mandiri. Pasi pano muchava namatambudziko asi tsungai mwoyo ndakakunda pasi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16