Johani 17:11
Johani 17:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ini handichagarizve munyika, asi ivo vachiri munyika, uye ini ndiri kuuya kwamuri. Baba Vatsvene, vadzivirirei nesimba rezita renyu, zita ramakandipa, kuti vave vamwe sesu tiri vamwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17Johani 17:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ini handichiri munyika, asi ivo vari munyika; ini ndinouya kwamuri. Baba vatsvene, muvachengete muzita renyu, ramakandipa, kuti vave vamwe, sesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17Johani 17:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino handichisiri pasi pano asi ivo vari pasi pano ini ndavakuuya kwamuri. Baba vatsvene, vanhu vamakandipa vachengetei muzita renyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17