Johani 19:17
Johani 19:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akatakura muchinjikwa wake, akabuda akaenda kunzvimbo yeDehenya (zvichireva kuti Gorogota muchiHebheru).
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akabuda, achitakura muchinjikwa wake, akaenda kunzvimbo yainzi, “Dehenya,” nechiHebheru ichinzi, “Gorogota,”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
akabuda akaenda akatakura muchinjikwa wake kunzvimbo inonzi, “Dehenya,” kana kuti, “Gorogota.” MuchiHebheru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19