Johani 19:2
Johani 19:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Varwi vakaita korona yeminzwa vakaidzika pamusoro wake. Vakamupfekedza nguo dzepepuru
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Varwi vakaruka ndaza yeminzwa, vakaiisa pamusoro wake, vakamupfekedza nguo tsvuku
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Masoja akaruka chiremba cheminzwa akachiisa mumusoro make. Akamupfekedza gemenzi roruvara rwohute.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19