Johani 19:30
Johani 19:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati agamuchira vhiniga, akati, “Zvapera!” Akakotamisa musoro wake, akapa Mwari mweya wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu paakasveta waini iya inovava akati, “Zvapera.” Akakotamisa musoro ndokubva afa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati anwa Jesu akati, “Zvapera.” Nokudaro, akakotamisa musoro wake uye akabudisa mweya wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19