Johani 19:36-37
Johani 19:36-37 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti izvozvo zvakaitwa, kuti Rugwaro ruitike, runoti, “Pfupa rake haringavhunwi.” Norumwe Rugwaro runoti, “Vachatarira uyo wavakabowora.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:36-37 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti zvinhu izvi zvakaitika kuti chinyorwa chitsvene chizadziswe chinoti, “Hapana bvupa rake richatyorwa.” Uyezve chimwe chinoti, “Vachatarisa uyo wavakabaya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:36-37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvinhu izvi zvakaitika kuitira kuti Rugwaro ruzadziswe runoti: “Hakuna kana bvupa rake rimwe richavhunwa,” uye sezvinoreva rumwe Rugwaro runoti, “Vachatarisa iye wavakabaya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19