Johani 20:21-22
Johani 20:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akatizve kwavari, “Rugare ngaruve kwamuri! Sezvo Baba vakandituma, ndiri kukutumaiwo.” Uye adaro akavafemera akati, “Gamuchirai Mweya Mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:21-22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akatizve kwavari, “Rugare kwamuri! Baba sezvavakandituma, neni ndinokutumaiwo.” Zvino akati areva izvozvo, akafemera kwavari, akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:21-22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akavatizve, “Rugare ngaruve nemi! Sokundituma kwakaita Baba neni ndinokutumaiwo saizvozvo.” Paakapedza kutaura izvi, akafemera pavari akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20