Johani 20:29
Johani 20:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jesu akati kwaari, “Nokuda kwokuti wandiona, zvino watenda; vakaropafadzwa avo vasina kuona asi vakatenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Watenda, nokuti wandiona? Vacharopafadzwa vanotenda, kunyange vasina kuona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwaari, “Watenda nokuti wandiona nhai? Vakakomborerwa zvavo vanotenda ivo vasina kundiona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20