Johani 21:3
Johani 21:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Simoni Pita akati kwavari, “Ndavakuenda kundobata hove.” Ivowo vakati kwaari, “Handei pamwechete.” Vakabuda vakapinda mugwa asi usiku ihwohwo hapana chavakabata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21Johani 21:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Petro akati kwavari, “Ndava kuenda kundoredza,” uye ivo vakati, “Nesuwo tichaenda newe.” Vakabuda vakapinda mugwa, asi usiku ihwohwo havana chavakabata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21Johani 21:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Simoni Petirosi akati kwavari, “Ndonobata hove.” Vakati kwaari, “Nesu tinoendawo newe.” Vakabuda, vakapinda muigwa; asi usiku uhwo havana kubata chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21