Johani 21:6
Johani 21:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati kwavari, “Kandai mambure enyu kurutivi rworudyi rwegwa mugobata.” Vakati vaita izvozvo, vakasagona kukweva mambure nokuda kwokuwanda kwehove.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21Johani 21:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Kandai usvasvi kurutivi rworudyi rwegwa mugowana.” Ipapo vakakanda, vakasagona zvino kuhukweva nokuwanda kwehove.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21Johani 21:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akati kwavari, “Kandai usvasvi hwenyu kurudyi rweigwa munodzibata.” Saizvozvo vakahukanda vakabva vavakutadza kuhukakata nokuwanda kwehove.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21