Johani 3:16
Johani 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Nokuti Mwari akada nyika nokudaro, kuti akapa Mwanakomana wake mumwe oga, kuti ani naani anotenda kwaari arege kufa asi ave noupenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Mwari akada nyika nokudaro, kuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa mumwe woga, kuti ani naani anotenda kwaari, arege kufa, asi ave noupenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akada pasi zvikuru zvokuti akapa Mwanakomana wake mumwechete kuti munhu wose anotenda maari arege kufa, asi kuti awane upenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3