Johani 3:17
Johani 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Mwari haana kutuma Mwanakomana wake panyika kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe kubudikidza naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake panyika, kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake pasi kuzopa pasi mhosva asi kuti pasi paponeswe naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3