Johani 3:35
Johani 3:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Baba vanoda Mwanakomana uye vakaisa zvose mumaoko ake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:35 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Baba vanoda Mwanakomana, vakamupa zvose muruoko rwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:35 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Baba vanoda Mwanakomana uye vakaisa zvinhu zvose mumaoko ake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3