Johani 4:10
Johani 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akamupindura akati, “Dai waiziva chipo chaMwari uye kuti ndiani anokumbira mvura kwauri, ungadai wakumbira kwaari uye angadai akupa mvura mhenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4Johani 4:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akapindura, akati kwaari, “Dai waiziva chipo chaMwari, uye kuti ndiani anoti kwauri, ndipeiwo ndinwe, ungadai waikumbira kwaari, akakupa mvura mhenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4Johani 4:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akamupindura achiti: “Dai wanga uchiziva kuti Mwari ari kuda kukupei uye kuti ndiani ari kukuti ndipewo mvura yokunwa, ungatodai uriwe wamukumbira iye achikupa mvura mhenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4