Johani 4:25-26
Johani 4:25-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mukadzi akati, “Ndinoziva kuti Mesiya, anonzi Kristu, ari kuuya. Paanouya, acharondedzera zvinhu zvose kwatiri.” Ipapo Jesu akataura akati, “Ini ndiri kutaura newe ndini iye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4Johani 4:25-26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mukadzi akati kwaari, “Ndinoziva kuti Mesiasi anouya, anonzi Kristu; kana iye asvika, uchatiudza zvose.” Jesu akati kwaari, “Ini, ndinotaura newe, ndini iye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4Johani 4:25-26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mukadzi uya akati kwaari, “Ndinoziva kuti Mesia ari kuuya iye anonzi Kristu. Kana auya achatiratidza zvinhu zvose.” Jesu akati kwaari, “Iyeni ndiri kutaura kwauri ndini iye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4