Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 5:12 - Enzanisa Shanduro Dzose

Johani 5:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Saka vakamubvunza vakati, “Ndianiko murume uyu akutaurira kuti urutakure ufambe?”

Pakurirana nevamwe
Johani 5 BDSC

Johani 5:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vakamubvunza, vachiti, “Ndianiko munhu uyo akati kwauri, tora nhoo dzako, ufambe?”

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SNA2002

Johani 5:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋakamubvunza, ʋaciti: Ndianiko munhu uyo wakati kwauri: Tora nhoʋo dzako, ufambe?

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SUB1949

Johani 5:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakamubvunza kuti, “Ndiani munhu iyeyo akutaurira kuti tora rukukwe rwako ufambe?”

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SCLB

Johani 5:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakamubvunza kuti, “Ndiani munhu iyeyo akutaurira kuti tora rukukwe rwako ufambe?”

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SCLBD