Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 5:13 - Enzanisa Shanduro Dzose

Johani 5:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Murume uya akanga aporeswa akanga asingazivi kuti ainge ari ani, nokuti Jesu akanga apinda mukati meungano yakanga iripo.

Pakurirana nevamwe
Johani 5 BDSC

Johani 5:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino akanga aporeswa, haana kuziva kuti ndiani; nokuti Jesu akanga abva, zvakwaiva navanhu vazhinji panzvimbo iyo.

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SNA2002

Johani 5:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino wakaŋga aporeswa, haana‐kuziʋa kuti ndiani; nokuti Jesu wakaŋga abva, ɀakwaiʋa naʋanhu ʋazhinji panɀimbo iyo.

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SUB1949

Johani 5:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi munhu uya akaporeswa haana kuziva kuti ndiani nokuti Jesu akanga anyangarika sezvapanga paina manyoremanyore avanhu.

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SCLB

Johani 5:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi munhu uya akaporeswa haana kuziva kuti ndiani nokuti Jesu akanga anyangarika sezvapanga paina manyoremanyore avanhu.

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SCLBD