Johani 5:14 - Enzanisa Shanduro Dzose
Johani 5:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo, Jesu akamuwana ari mutemberi uye akati kwaari, “Tarira, wapora. Usatadzazve kuti urege kuwirwa nechimwe chinhu chakaipisisa.”
Pakurirana nevamwe
Johani 5 BDSCJohani 5:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo Jesu akamuwana mutemberi, akati kwaari, “Tarira, waporeswa; usatadzazve, kuti urege kubatwa nechinhu chakaipa chinokunda chichi.”
Pakurirana nevamwe
Johani 5 SNA2002Johani 5:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Shure kwaiɀoɀo Jesu akamuwana mutembere, akati kwaari: Tarira, waporeswa; usatadza ɀe, kuti urege kuɓatwa necinhu cakaipa cinokunda cici.
Pakurirana nevamwe
Johani 5 SUB1949Johani 5:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mezvo Jesu akamuwana paTemberi akamuti, “Tarisa uone kuti wapora; usatadzezve kuti urege kuwirwa nezvakapinda izvi.”
Pakurirana nevamwe
Johani 5 SCLBJohani 5:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mushure mezvo Jesu akamuwana paTemberi akamuti, “Tarisa uone kuti wapora; usatadzezve kuti urege kuwirwa nezvakapinda izvi.”
Pakurirana nevamwe
Johani 5 SCLBD