Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 5:27 - Enzanisa Shanduro Dzose

Johani 5:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Uye vakamupa simba rokuti atonge nokuti ndiye Mwanakomana woMunhu.

Pakurirana nevamwe
Johani 5 BDSC

Johani 5:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vakamupa simba rokutonga, zvaari Mwanakomana womunhu.

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SNA2002

Johani 5:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋakamupa simba rokutoŋga, ɀaari Mŋanakomana womunhu.

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SUB1949

Johani 5:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

vakamupa ukuru kuti atonge nokuti ndiye Mwanakomana womunhu.

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SCLB

Johani 5:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

vakamupa ukuru kuti atonge nokuti ndiye Mwanakomana womunhu.

Pakurirana nevamwe
Johani 5 SCLBD