Johani 6:40
Johani 6:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti kuda kwaBaba vangu ndiko kuti ani naani anotarira kuMwanakomana agotenda kwaari achava noupenyu husingaperi, uye ndichamumutsa pazuva rokupedzisira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:40 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kuda kwababa vangu ndiko, kuti mumwe nomumwe, anotarira Mwanakomana, nokutenda kwaari, ave noupenyu husingaperi; neni ndichamumutsa nezuva rokupedzisira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:40 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uku ndiko kuda kwababa vangu kokuti wose anoona mwanakomana achitenda maari awane upenyu husingaperi uye ndichamumutsa nezuva remhedziso.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6