Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 6:64 - Enzanisa Shanduro Dzose

Johani 6:64 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi vamwe venyu varipo vasingatendi.” Nokuti Jesu akanga achiziva kubva pakutanga kuti ndivanaani pakati pavo vakanga vasingatendi uye kuti ndiani aizomupandukira.

Pakurirana nevamwe
Johani 6 BDSC

Johani 6:64 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi vamwe venyu variko vasingatendi;” nokuti Jesu akanga achiziva kubva pakutanga, kuti vaisatenda ndivanaani, uye kuti ndiani aizomupandukira.

Pakurirana nevamwe
Johani 6 SNA2002

Johani 6:64 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi ʋamŋe ʋenyu ʋari’ko ʋasiŋgatendi; nokuti Jesu wakaŋga aciziʋa kubva pakutaŋga, kuti ʋaisatenda ndiʋanani, ʋuye kuti ndiani waizomupandukira.

Pakurirana nevamwe
Johani 6 SUB1949

Johani 6:64 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Asi pane vamwe venyu vasingadaviri. Chaimupa kudaro ndechokuti Jesu aiziva kubvira pokutanga kuti ndavanani vakanga vasingatendi uye kuti ndiani aizomupandukira.”

Pakurirana nevamwe
Johani 6 SCLB

Johani 6:64 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Asi pane vamwe venyu vasingadaviri. Chaimupa kudaro ndechokuti Jesu aiziva kubvira pokutanga kuti ndavanani vakanga vasingatendi uye kuti ndiani aizomupandukira.”

Pakurirana nevamwe
Johani 6 SCLBD