Johani 6:65 - Enzanisa Shanduro Dzose
Johani 6:65 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaenderera mberi achiti, “Ndokusaka ndakuudzai kuti hakuna munhu angauya kwandiri kunze kwokunge azvipiwa naBaba.”
Pakurirana nevamwe
Johani 6 BDSCJohani 6:65 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Nemhaka iyi ndakati kwamuri, kuti hakuna munhu angauya kwandiri, kana asina kuzvipiwa nababa.”
Pakurirana nevamwe
Johani 6 SNA2002Johani 6:65 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Akati: Nemhaka iyi ndakati kwamuri, kuti hakunomunhu uŋgaʋuya kwandiri, kana asina‐kuɀipiwa naƂaɓa.
Pakurirana nevamwe
Johani 6 SUB1949Johani 6:65 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatizve ndokusaka ndakutaurirai kuti, “Hapana angauye kwandiri kana asina kuzvipiwa naBaba.”
Pakurirana nevamwe
Johani 6 SCLBJohani 6:65 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akatizve ndokusaka ndakutaurirai kuti, “Hapana angauye kwandiri kana asina kuzvipiwa naBaba.”
Pakurirana nevamwe
Johani 6 SCLBD