Johani 7:16
Johani 7:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Kudzidzisa kwangu hakuzi kwangu pachangu. Kunobva kuna iye akandituma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7Johani 7:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akapindura, akati, “Kudzidzisa kwangu hakusi kwangu, asi ndokwoakandituma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7Johani 7:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akapindura achiti, “Zvandinokudzidzisai hazvisi zvomusoro wangu asi zvinobva kunaiye akandituma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7