Johani 7:18
Johani 7:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyo anotaura zvake anoita izvozvo kuti azviwanire kukudzwa, asi uyo anoshandira kukudzwa kwaiye akamutuma ndiye munhu wechokwadi; hapana zvokunyengera paari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7Johani 7:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Anozvitaurira, anotsvaka kukudzwa kwake; asi anotsvaka kukudzwa kwoakamutuma, ndiye wechokwadi, hapana kusarurama maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7Johani 7:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana munhu achitaura zvomusoro wake anotsvaka mbiri yake asi munhu anotsvaka mbiri youyo anenge amutuma ari pachokwadi uye maari hamuna unyengedzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7