Johani 7:24
Johani 7:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Regai kutonga nezvinoonekwa zvomunhu, asi tongai zvakarurama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7Johani 7:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musatonga nezvinoonekwa, asi tongai nokutonga kwakarurama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7Johani 7:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musatonge chinhu nezvamunoona kunze kwacho tongai nemwero kwawo wokutonga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7