Johani 7:37
Johani 7:37 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino nezuva rokupedzisira, zuva guru romutambo, Jesu akamira, akadanidzira, akati, “Ani naani, kana ane nyota, ngaauye kwandiri, anwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7Johani 7:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pazuva rokupedzisira uye zuva guru roMutambo, Jesu akasimuka akadanidzira nenzwi guru achiti, “Kana pane munhu ane nyota, ngaauye kwandiri azonwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7Johani 7:37 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pazuva rokupedzisa ramazuva makuru aya zuva racho rakanga riri guru kupinda ose zvawo Jesu akasimuka akaparidza achiti, “Aninani ane nyota ngaauye kwandiri anwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7