Johani 7:7
Johani 7:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nyika haingakuvengi imi; asi inondivenga ini, nokuti ndinoipupurira, kuti mabasa ayo akaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7Johani 7:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nyika haigoni kukuvengai, asi ini inondivenga nokuti ndinopupura kuti zvainoita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7Johani 7:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Imi nyika haikuvengei asi ini inondivenga nokuti ndinoidurira kuti zvainoita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 7