Johani 8:12
Johani 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu achitaurazve navanhu, akati, “Ndini chiedza chenyika. Ani naani anonditevera haangatongofambi murima, asi achava nechiedza choupenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8Johani 8:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akataurazve navo, akati, “Ndini chiedza chenyika; anonditevera haangatongofambi murima, asi achava nechiedza choupenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8Johani 8:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akataurazve kwavari achiti, “Ndini mwenje wapasi anonditevera haafambi murima achave nechiedza choupenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8