Johani 8:34
Johani 8:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi kuti, mumwe nomumwe anotadza ndiye muranda wechivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8Johani 8:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akapindura, akati, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anoita zvivi, ndiye muranda wezvivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8Johani 8:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akavapindura achiti, “Zvechokwadi chaizvo, ndinoti kwamuri, munhu wose anopara chitadzo muranda wechitadzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8