Johani 8:7
Johani 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakati varamba vachimubvunza, akatwasuka akati kwavari, “Kana pane asina chivi pakati penyu, ngaave iye wokutanga kupotsera dombo kwaari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8Johani 8:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ivo vakati vachiramba vachimubvunza, akakotoroka, akati kwavari, “Asina chivi pakati penyu, ngaatange kukanda bwe kwaari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8Johani 8:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pavakaramba vachingomubvunza akati twasu kumira ndokuti kwavari, “Uyo asina chitadzo pakati penyu ngaatange kumukanda dombo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8