Johani 9:39
Johani 9:39 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandauyira panyika ino, kuti vasingaoni, vaone; navanoona vave mapofu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9Johani 9:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandakavinga munyika ino, kuitira kuti mapofu aone uye avo vanoona vave mapofu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9Johani 9:39 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu ndokubva ati: “Ndakauya kuti vanhu vazvitongese kuti vasingaoni vaone uye kuti vanoona varege kuona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9