Johani 9:4
Johani 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana achiri masikati kudai, tinofanira kubata basa raiye akandituma. Usiku huri kuuya, husina munhu angagona kushanda basa nahwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9Johani 9:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinofanira kubata basa rowakandituma, achiri masikati; usiku hunouya, husingagoni munhu kubata basa nahwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9Johani 9:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Tinofanira kuita mabasa euyo akandituma kuchakachena. Usiku huri kuuya hwokuti hapana anozokwanisa kushanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9