Jobho 26:14
Jobho 26:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye izvi ndiwo macheto oga ebasa rake; haiwa tinongonzwa kuzevezera kwake! Zvino ndianiko anganzwisisa kutinhira kwesimba rake?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 26Jobho 26:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarira, izvi ndiwo mudzivo woga wenzira dzake; Haiwa, tinogonzwa zeve-zeve roga rezwi rake! Asi kutinhira kwesimba rake ndianiko angakunzwisisa?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 26Jobho 26:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvi zvinongova kadimbu kadiki kezvaanoita, zvatinonzwa rinongova zevezeve razvo. Ndiani anganzwisise kutinhira kwesimba rake?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 26