Jobho 33:18 - Enzanisa Shanduro Dzose
Jobho 33:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti achengetedze mweya wake pagomba, uye kuti upenyu hwake hurege kuparadzwa nomunondo.
Pakurirana nevamwe
Jobho 33 BDSCJobho 33:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti adzore mweya wake pagomba. Hupenyu hwake hurege kuparadzwa nomunondo.
Pakurirana nevamwe
Jobho 33 SNA2002Jobho 33:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kuti adzore mŋeya wake pagomba, Ʋupenyu bgake ʋurege kuparadzwa nomunondo.
Pakurirana nevamwe
Jobho 33 SUB1949Jobho 33:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anodzivirira munhu kuwira mugomba uye kubaiwa nepfumo.
Pakurirana nevamwe
Jobho 33 SCLBJobho 33:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Anodzivirira munhu kuwira mugomba uye kubaiwa nepfumo.
Pakurirana nevamwe
Jobho 33 SCLBD