Jobho 33:28 - Enzanisa Shanduro Dzose
Jobho 33:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadzikinura mweya wangu pakupinda mugomba, uye ndichararama ndichifadzwa nechiedza.’
Pakurirana nevamwe
Jobho 33 BDSCJobho 33:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akarwira mweya wangu urege kuburukira kugomba, Hupenyu hwangu huchaona chiedza.”
Pakurirana nevamwe
Jobho 33 SNA2002Jobho 33:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Iye wakarwira mŋeya waŋgu urege kuɓurukira kugomba, Ʋupenyu bgaŋgu ʋucaʋona ciedza.
Pakurirana nevamwe
Jobho 33 SUB1949Jobho 33:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akandinunura kuti ndirege kuenda mugomba upenyu hwangu huchaona chiedza.’
Pakurirana nevamwe
Jobho 33 SCLBJobho 33:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akandinunura kuti ndirege kuenda mugomba upenyu hwangu huchaona chiedza.’
Pakurirana nevamwe
Jobho 33 SCLBD