Jobho 41:11
Jobho 41:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndianiko akatanga kundipa, kuti ndifanire kumuripirazve? Zvose zviri pasi pedenga rose ndezvangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 41Jobho 41:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndiani wandine chikwereti naye? Wandinofanira kudzorera. Chinhu chose chiri pasi pedenga ndechangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 41Jobho 41:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndianiko wandakatorera chinhu wandinofanira kuripira? Zvinhu zvose zviri pasi pedenga ndezvangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 41