Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 41:9 - Enzanisa Shanduro Dzose

Jobho 41:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Tariro ipi zvayo yokuitonga ndeyenhema; kungoiona bedzi kunopedza simba.

Pakurirana nevamwe
Jobho 41 BDSC

Jobho 41:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Tarira, tariro yake hapana; Munhu haangaori mwoyo nokuiona bedzi here?

Pakurirana nevamwe
Jobho 41 SNA2002

Jobho 41:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Tarira, tariro yake hapana; Munhu haaŋgaʋori mŋoyo nokuiʋona ɓedzi here?

Pakurirana nevamwe
Jobho 41 SUB1949

Jobho 41:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvokuripingudza hazviiti. Iko kungoriona chete kunokuzadza nokutya.

Pakurirana nevamwe
Jobho 41 SCLB

Jobho 41:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvokuripingudza hazviiti. Iko kungoriona chete kunokuzadza nokutya.

Pakurirana nevamwe
Jobho 41 SCLBD