Jobho 42:2
Jobho 42:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndinoziva kuti imi munogona kuita zvose, Uye kuti hakuna chamunovavarira zvingadziviswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 42Jobho 42:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndinoziva kuti imi munogona kuita zvose; hapana urongwa hwenyu hungakoneswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 42Jobho 42:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndinoziva kuti munokwanisa kuita zvinhu zvose uye kuti pazvinhu zvose hapana chingakudzivisei kuita zvamunenge muchida kuita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 42