Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 6:12 - Enzanisa Shanduro Dzose

Jobho 6:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ko, ndine simba rebwe here? Ko, nyama yangu indarira here?

Pakurirana nevamwe
Jobho 6 BDSC

Jobho 6:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Simba rangu rakafanana neramabwe here? Nyama yangu indarira kanhi?

Pakurirana nevamwe
Jobho 6 SNA2002

Jobho 6:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Simba raŋgu rakafanana neramabge here? Nyama yaŋgu indarira kanhi?

Pakurirana nevamwe
Jobho 6 SUB1949

Jobho 6:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Iro simba rangu rakafanana nesimba ramatombo here? Kana kuti nyama yangu yakaita sendarira here?

Pakurirana nevamwe
Jobho 6 SCLB

Jobho 6:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Iro simba rangu rakafanana nesimba ramatombo here? Kana kuti nyama yangu yakaita sendarira here?

Pakurirana nevamwe
Jobho 6 SCLBD