Jobho 7:17-18
Jobho 7:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu chinyiko, zvamunomukudza, Nokumuda nomwoyo wenyu wose, Zvamunomushanyira mangwanani ose, Nokumuidza nguva dzose?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 7Jobho 7:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Munhu chiiko zvamunomukoshesa kudai, zvamunomurangarira zvakadai, zvamunomunzvera mangwanani ose uye muchimuedza nguva dzose?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 7Jobho 7:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu chiiwo zvake zvamunotomusimudzira pamusoro kudaro, munhu zvake zvamunotomufungawo kudaro, zvamunomushanyira mangwanani oga oga muchimuedza nguva iri yose?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 7